Johani 15:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Ndini muzambiringa wechokwadi, uye Baba vangu murimi.

2. Davi rimwe nerimwe riri mandiri risingabereki vanoritema, asi davi rimwe nerimwe rinobereka michero vanorichekerera kuitira kuti rigozobereka michero yakawanda.

Johani 15