Johani 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kudya kwamadekwana kwakanga kwava kugoverwa, uye dhiabhori akanga aisa mumwoyo maJudhasi Iskarioti, mwanakomana waSimoni, pfungwa yokuti apandukire Jesu.

Johani 13

Johani 13:1-4