Johani 12:10-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. Saka vaprista vakuru vakaronga kuuraya naRazarowo,

11. nokuti nokuda kwake, vaJudha vazhinji vakanga vava kubva kwavari vachiisa kutenda kwavo kuna Jesu.

12. Zuva rakatevera ungano huru yavanhu vakanga vauya kuMutambo yakanzwa kuti Jesu akanga ari munzira achiuya kuJerusarema.

Johani 12