Johani 11:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena pakati pavaJudha. Asi akabva akaenda kudunhu raiva pedyo nerenje, kumusha wainzi Efuremu, kwaakandogara navadzidzi vake.

Johani 11

Johani 11:49-57