Johani 11:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vamwe vavo vakati, “Ko, uyu akasvinudza bofu akanga asingagoni here kudzivisa munhu uyu kuti arege kufa?”

Johani 11

Johani 11:27-44