Johani 10:41-42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

41. uye vanhu vazhinji vakauya kwaari. Vakati, “Kunyange zvake Johani asina kumboita mabasa esimba, zvose zvakataurwa naJohani pamusoro pomurume uyu zvaiva zvechokwadi.”

42. Uye panzvimbo iyo, vazhinji vakatenda kuna Jesu.

Johani 10