Jobho 9:21-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. “Kunyange ndakarurama, handina hangu hanya nazvo; ndinozvidza upenyu hwangu pachangu.

22. Zvakangofanana; ndokusaka ndichiti, ‘Iye anoparadza vakarurama navakaipa.’

23. Kana dambudziko rikauyisa rufu nokukurumidza, achaseka kushaya tariro kwavasina mhosva.

24. Panowira nyika mumaoko avakaipa, vatongi vayo anovapofumadza. Kana asiri iye, zvino ndianiko?

Jobho 9