Jobho 7:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ndakatadza, ndakaiteiko kwamuri, imi mutariri wavanhu? Makaitireiko kuti ini ndive munhu wamunovavarira? Ko, ini ndava mutoro kwamuri here?

Jobho 7

Jobho 7:16-21