Jobho 7:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Ko, munhu haabati zvakaoma panyika here? Ko, mazuva ake haana kuita soomushandi here?

2. Senhapwa inoshuva mimvuri yamadekwana, kana mubati akamirira kwazvo mubayiro wake,

Jobho 7