Jobho 4:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Erifazi muTemani akapindura achiti:

2. “Kana mumwe munhu akava neshoko newe, iwe uchashayiwa mwoyo murefu here? Asi ndiani angarega kutaura?

3. Funga kuti wakadzidzisa vazhinji sei, uye kuti wakasimbisa sei maoko asina simba.

Jobho 4