Jobho 39:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Vana vadzo vanowanda vagokura vakasimba musango; vanoenda uye havadzokizve.

5. “Ndianiko akaregedza mbizi ichienda? Ndianiko akasunungura tambo dzayo?

6. Ndakaipa renje kuti uve musha wayo, nyika yomunyu sougaro hwayo.

Jobho 39