Jobho 37:22-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Anouya nokubwinya kunoyevedza achibva nokumusoro; Mwari anouya nokubwinya kunotyisa.

23. Wamasimba Ose haanzwisisiki uye anokudzwa nesimba; iye haamanikidzi nokuda kwokururamisira uye nokururama kwake kukuru.

24. Naizvozvo, vanhu vanomutya, ko, haana hanya navose vakachenjera pamwoyo here?”

Jobho 37