Jobho 32:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. Handina munhu wandinofanira kutsaura, uye handingabati kumeso munhu upi zvake;

22. nokuti dai ndaiva nyanzvi yokubata kumeso, muiti wangu aizokurumidza kunditora.

Jobho 32