Jobho 3:25-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Zvandaitya zvakandivinga; zvandaizeza zvaitika kwandiri.

26. Handina rugare, handina runyararo; handina zororo, asi nhamo chete.”

Jobho 3