Jobho 29:15-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Ndakanga ndiri meso kumapofu namakumbo kuzvirema.

16. Ndakanga ndiri baba kuna vanoshayiwa; ndaitamba mhaka yomutorwa.

17. Ndakavhuna meno avakaipa, uye ndakabata chaakanga abata pamazino ake.

Jobho 29