Jobho 22:28-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Zvaunofunga zvichaitwa, uye chiedza chichavhenekera panzira dzako.

29. Vanhu pavanodzikiswa imi mugoti, ‘Vasimudzei!’ ipapo achaponesa vakaraswa.

30. Iye achadzikinura kunyange iye zvake ane mhosva, iye acharwirwa kubudikidza nokuchena kwamaoko ako.”

Jobho 22