Jobho 22:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Erifazi muTemani akapindura akati:

2. “Ko, munhu angabatsira Mwari here?

3. Wamasimba Ose angawana mufaro weiko dai iwe wakarurama? Aibatsirwa neiko dai nzira dzako dzaiva dzakarurama?

4. “Imhaka yokumutya kwako here zvaanokutsiura nokukupa mhosva?

Jobho 22