Jobho 21:23-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Mumwe munhu anofa achine simba rake rizere, akanyatsogadzikana

24. mapfupa ake azere nomwongo.

25. Mumwe munhu anofa ane shungu dzomwoyo, asina kumbonakidzwa nezvipi zvazvo zvakanaka.

26. Vanovata muguruva pamwe chete, uye honye dzinovafukidza vose.

27. “Ndinoziva chose zvamunofunga, iwo mano amunondikanganisa nawo.

Jobho 21