Jobho 15:22-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Anorasikirwa netariro yokupunyuka parima; munondo ndiwo waakatarirwa.

23. Anofamba-famba achitsvaka zvokudya zvamagora; anoziva kuti zuva rerima raswedera.

24. Kutambudzika nokurwadziwa zvinomuzadza nokutya; zvinomukunda, samambo amirira kurwisa,

25. nokuti anokungira Mwari chibhakera chake nokuzvikudza pamusoro paWamasimba Ose,

Jobho 15