Jobho 15:12-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Ko, mwoyo wako wakurasireiko. uye meso ako, anobwairireiko,

13. zvokuti unoitira Mwari hasha ugobudisa mashoko akadai kubva mumuromo mako?

14. “Munhu chiiko, zvokuti angava akanaka, kana munhu akazvarwa nomukadzi, kuti ave akarurama?

15. Kana Mwari akasavimba navatsvene vake, kunyange dai matenga akasava akachena pamberi pake,

Jobho 15