Jobho 13:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Meso angu akaona izvi zvose, nzeve dzangu dzakanzwa dzikazvinzwisisa.

2. Zvamunoziva imi, neniwo ndinozviziva handisi muduku kwamuri.

Jobho 13