Jeremia 6:29-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. Mvuto inovhutira zvinotyisa kuti ipise mutobvu nomoto, asi kunatswa kunongova pasina; nokuti vakaipa havangabviswi.

30. Vanonzi sirivha yakarambwa, nokuti Jehovha akavaramba.”

Jeremia 6