Jeremia 52:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakaitika kuJerusarema neJudha nokuda kwehasha dzaJehovha, uye pakupedzisira akavabvisa pamberi pake. Zvino Zedhekia akamukira mambo weBhabhironi.

Jeremia 52

Jeremia 52:1-12