Jeremia 50:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachabvunza nzira inoenda kuZioni, vagotendeutsira zviso zvavo kwairi. Vachauya vagozvisunga kuna Jehovha, nesungano isingaperi isingakanganikwi.

Jeremia 50

Jeremia 50:4-11