Jeremia 49:24-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Dhamasiko harichina simba, rakatendeuka kuti ritize, kuvhunduka kukaribata; kugomera nokurwadziwa zvakaribata, kurwadziwa sekwomukadzi osununguka.

25. Guta rembiri harina kusiyiwa seiko, iro guta randinofarira?

26. Zvirokwazvo majaya aro achawa mumigwagwa; varwi varo vose vachati mwiro pazuva iroro,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Jeremia 49