Jeremia 44:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kubva patakamira kupisira zvinonhuwira kuna Mambokadzi woKudenga nokudururira zvipiriso zvokunwa kwaari, hapana chatakawana uye tanga tichingofa nomunondo nenzara.”

Jeremia 44

Jeremia 44:14-24