Jeremia 36:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bharuki akapindura akati, “Hongu, akanditaurira mashoko ose aya, ini ndikaanyora neingi murugwaro rwakapetwa.”

Jeremia 36

Jeremia 36:16-28