Jeremia 32:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naJehovha: Sezvandakauyisa njodzi huru yose iyi pamusoro pavanhu ava, saizvozvo ndichavapa kubudirira kwose kwandakavavimbisa.

Jeremia 32

Jeremia 32:39-44