Jeremia 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi zivai mhosva yenyu chete, kuti makamukira Jehovha Mwari wenyu, mukafadza vamwari vavatorwa muri pasi pomuti mumwe nomumwe wakapfumvutira, uye hamuna kunditeerera,’ ”ndizvo zvinotaura Jehovha.

Jeremia 3

Jeremia 3:5-14