Jeremia 29:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wananai mugova navanakomana navanasikana; tsvakirai vanakomana venyu vakadzi uye muwanise vanasikana venyu, kuti naivowo vave navanakomana navanasikana. Muwande ikoko; musadzikira pakuwanda.

Jeremia 29

Jeremia 29:1-10