Jeremia 29:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino aya ndiwo mashoko etsamba yakatumwa nomuprofita Jeremia kubva kuJerusarema ichienda kuvakuru vakanga vasara pakati pavatapwa, navaprista, navaprofita, navamwe vanhu vose vakanga vaendeswa muutapwa kuBhabhironi naNebhukadhinezari vachibviswa kuJerusarema.

Jeremia 29

Jeremia 29:1-10