Jeremia 28:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakutanga kwokubata ushe kwaZedhekia mambo weJudha, mugore rechina, nomwedzi wechishanu wegore racho iroro, muprofita Hanania mwanakomana waAzuri, aibva kuGibheoni, akati kwandiri tiri mumba yaJehovha pamberi pavaprista navanhu vose,

Jeremia 28

Jeremia 28:1-11