Jeremia 26:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakabudisa Uria kubva kuIjipiti vakamuendesa kuna Mambo Jehoyakimi uyo akaita kuti aurayiwe uye mutumbi wake ukakandwa kunzvimbo yaivigirwa vanhuwo zvavo).

Jeremia 26

Jeremia 26:20-24