Jeremia 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Dotibvunzirawo kuna Jehovha iye zvino nokuti Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi ari kurwa nesu. Zvichida Jehovha angatiitira zvishamiso sepanguva dzakapfuura kuitira kuti uyu abve kwatiri.”

Jeremia 21

Jeremia 21:1-11