Jeremia 21:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

imi imba yaDhavhidhi. Zvanzi naJehovha, “ ‘Tongai nokururamisira mangwanani ari ose, murwire akabirwa muruoko rwomumanikidzi, kuti kutsamwa kwangu kurege kubuda kukakupisai somoto, nokuda kwezvakaipa zvamakaita, kuchipfuta pasina angakudzima.

Jeremia 21

Jeremia 21:7-13