Jeremia 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mwari akaita nyika nesimba rake, akateya nyika nouchenjeri hwake, uye akakutambanudza matenga nokunzwisisa kwake.

Jeremia 10

Jeremia 10:5-20