Jeremia 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye nomunguva yokutonga kwaJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, kusvikira pamwedzi wechishanu wegore regumi nerimwe raZedhekia mwanakomana waJosia mambo weJudha, vanhu veJerusarema pavakazoenda kuutapwa.

Jeremia 1

Jeremia 1:1-9