Jakobho 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Eria akanga ari munhu sesu. Akanyengetera zvine simba kuti kurege kunaya, uye hakuna kunaya panyika kwamakore matatu nehafu.

Jakobho 5

Jakobho 5:15-20