Isaya 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti takazvarirwa mwana, takapiwa mwanakomana, uye umambo huchava pamapfudzi ake. Uye achanzi Gota Rinoshamisa, Mwari Ane Simba, Baba Vokusingaperi, Muchinda woRugare.

Isaya 9

Isaya 9:1-14