Isaya 59:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo ruoko rwaJehovha haruna kupfupika kuti rukonewe kuponesa, uye nzeve yake haina kudzivira kuti irege kunzwa.

Isaya 59

Isaya 59:1-10