Isaya 51:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndinzwei, imi munoziva zvakarurama, imi vanhu vane murayiro wangu mumwoyo yenyu: Musatya kuzvidza kwavanhu, uye musavhundutswa nokutuka kwavo.

Isaya 51

Isaya 51:1-15