Isaya 51:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichauisa mumaoko avatambudzi vako, ivo vanoti kwauri, ‘Zvambarara pasi kuti tifambe napamusoro pako.’ Iwe wakaita kuti musana wako uve sapasi, kufanana nomugwagwa unofambwa nawo.”

Isaya 51

Isaya 51:20-23