Isaya 48:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvava kusikwa zvino, uye hakusi kare; hauna kumbozvinzwa zuva ranhasi risati rasvika. Saka haugoni kuti, ‘Hongu, ndaizviziva.’

Isaya 48

Isaya 48:2-11