Isaya 45:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndini Jehovha, uye hakuna mumwe; kunze kwangu ini hakuna Mwari. Ndichakusimbisa, kunyange usina kundiziva,

Isaya 45

Isaya 45:1-7