Isaya 45:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakupa pfuma yerima, upfumi hwakavigwa panzvimbo dzakavanda, kuti uzive kuti ndini Jehovha, Mwari waIsraeri, anokudana nezita rako.

Isaya 45

Isaya 45:2-4