Isaya 44:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko zvino akafanana neni? Ngaazvitaure. Ngaadanidzire, azviise mberi kwangu izvo zvakaitika kubva pandakasimbisa vanhu vangu vekare, uye kuti chiiko chichaitika hongu, ngaataure zvichaitika.

Isaya 44

Isaya 44:1-16