Isaya 43:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Ndiyeuchidze zvakapfuura, ngatitaurirane nyaya iyi pamwe chete; zvipupurire kuti hauna mhosva.

27. Tateguru wako akatadza; vamiririri vako vakandimukira.

28. Naizvozvo ndichanyadzisa vanokudzwa vomutemberi yako, uye ndichaita kuti Jakobho aparadzwe uye Israeri asekwe.

Isaya 43