Isaya 43:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvino, zvanzi naJehovha, iye akasika iwe Jakobho, iye akakuumba iwe Israeri: “Usatya, nokuti ndakakudzikinura; ndakakudana nezita rako; uri wangu.

Isaya 43

Isaya 43:1-3