Isaya 42:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuti ndanga ndakanyarara kwenguva refu, ndanga ndinyerere uye ndichizvidzora. Asi zvino kufanana nomukadzi ari kusununguka, ndiri kudanidzira, ndiri kufemedzeka nokutakwaira.

Isaya 42

Isaya 42:5-21