Isaya 39:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo nguva ichauya iyo zvose zviri mumba mako, nezvose zvakaunganidzwa namadzibaba ako kusvikira nhasi, zvichatakurwa zvichiendeswa kuBhabhironi. Hapana chichasara, ndizvo zvinotaura Jehovha.

Isaya 39

Isaya 39:4-7